21 Shure kwaizvozvo, Hezironi akavata nomwanasikana waMakiri baba vaGireadhi; akanga amuwana paakanga ava namakore makumi matanhatu; akamuberekera Segubhi.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 2
Maonero 1 Makoronike 2:21 akapoteredza