1 Makoronike 2:31 BDMCS

31 Mwanakomana waApaimi ainzi Ishi uyo aiva baba vaSheshani. Sheshani aiva baba vaArai.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 2

Maonero 1 Makoronike 2:31 akapoteredza