1 Makoronike 2:35 BDMCS

35 Sheshani akapa mwanasikana wake kuti ave mukadzi womuranda wake. Jara akamuberekera Atai.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 2

Maonero 1 Makoronike 2:35 akapoteredza