1 Makoronike 21:15 BDMCS

15 Uye Jehovha akatuma mutumwa kuti aparadze Jerusarema, asi mutumwa uya paakanga achiita izvi Jehovha akazviona uye akazvidemba nokuda kwedambudziko iri akati kumutumwa aiparadza vanhu, “Zvakwana! Dzosa ruoko rwako.’ ” Mutumwa waJehovha ipapo akanga akamira paburiro raArauna muJebhusi.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 21

Maonero 1 Makoronike 21:15 akapoteredza