1 Makoronike 21:5 BDMCS

5 Joabhu akataurira Dhavhidhi uwandu hwavarwi achiti muIsraeri yose maiva navanhu vaigona kubata munondo vaisvika miriyoni nezana rezviuru zvavarume, vachisanganisira zviuru makumi manomwe muJudha.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 21

Maonero 1 Makoronike 21:5 akapoteredza