1 Makoronike 23:13 BDMCS

13 Vanakomana vaAmiramu vaiva: Aroni naMozisi. Aroni akatsaurwa iye nezvizvarwa zvake nokusingaperi, kuti anatse zvinhu zvaiva zvitsvene tsvene, kuti vape zvipiriso pamberi paJehovha, kushumira pamberi pake uye kutaura maropafadzo muzita rake nokusingaperi.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 23

Maonero 1 Makoronike 23:13 akapoteredza