17 Zvizvarwa zvaEriezeri zvaiva: Rahabhia ndiye aiva wokutanga. Eriezeri haana kuzoita vamwe vanakomana, asi Rahabhia akaita vanakomana vakawanda kwazvo.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 23
Maonero 1 Makoronike 23:17 akapoteredza