1 Makoronike 23:28 BDMCS

28 Basa ravaRevhi raiva rokubatsira zvizvarwa zvaAroni, mukubata basa romutemberi yaJehovha: kuvatariri voruvanze, makamuri omumativi, kunatsa zvinhu zvose zvaiera, nokuita mamwe mabasa paimba yaMwari.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 23

Maonero 1 Makoronike 23:28 akapoteredza