1 Makoronike 24:19 BDMCS

19 Iri ndiro raiva basa ravo roushumiri ravakanga varayirwa pavakapinda mutemberi yaJehovha, maererano nemitemo yavakanga vapiwa nababa wavo Aroni sokurayirwa kwaakanga aitwa naJehovha, Mwari waIsraeri.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 24

Maonero 1 Makoronike 24:19 akapoteredza