1 Makoronike 24:3 BDMCS

3 Achibatsirwa naZadhoki chizvarwa chaEreazari naAhimereki chizvarwa chaItamari, Dhavhidhi akavapatsanura akavaisa mumapoka kuti vaite basa ravo roushumiri ravakanga varayirwa.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 24

Maonero 1 Makoronike 24:3 akapoteredza