1 Makoronike 26:14 BDMCS

14 Mijenya weSuo Rokumabvazuva wakawira pana Sheremia. Zvino mujenya yakakandwa nokuda kwomwanakomana wake Zekaria, mupi wamazano akachenjera uye mujenya weSuo Rokumusoro wakawira paari.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 26

Maonero 1 Makoronike 26:14 akapoteredza