1 Makoronike 26:25 BDMCS

25 Hama dzake kubudikidza naEriezeri dzaiva: Rehabhia mwanakomana wake, Jeshaya mwanakomana wake, Joramu mwanakomana wake, Zikiri mwanakomana wake naSheromiti mwanakomana wake.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 26

Maonero 1 Makoronike 26:25 akapoteredza