1 Makoronike 26:28 BDMCS

28 Uye zvose zvakakumikidzwa naSamueri muoni naSauro naJoabhu mwanakomana waZeruya, nezvimwe zvinhu zvose zvakakumikidzwa zvaichengetwa naSheromiti nehama dzake.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 26

Maonero 1 Makoronike 26:28 akapoteredza