34 Ahitoferi akazoteverwa pachinzvimbo naJehoyadha mwanakomana waBhenaya uye naAbhiatari. Joabhu ndiye aiva mutungamiri wehondo yamambo.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 27
Maonero 1 Makoronike 27:34 akapoteredza