40 Vakawana mafuro akanaka kwazvo akapfuma, uye nyika yakanaka ine nzvimbo huru ine runyararo norugare. VaHamu ndivo vakanga vachimbogaramo kare.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 4
Maonero 1 Makoronike 4:40 akapoteredza