1 Makoronike 4:9 BDMCS

9 Jabhezi aikudzwa zvikuru kukunda vanun'una vake. Mai vake vakamutumidza kuti Jabhezi vachiti, “Ndakamubereka mukurwadziwa.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 4

Maonero 1 Makoronike 4:9 akapoteredza