1 Makoronike 5:16 BDMCS

16 VaGadhi vaigara muGireadhi, muBhashani nomumisha yaro yakaripoteredza, uye nomumafuro ose eSharoni kusvikira kwaanogumira.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 5

Maonero 1 Makoronike 5:16 akapoteredza