20 Vakabatsirwa pakurwa navo, uye Mwari akaisa vaHagiri, navose vaiva kurutivi rwavo, mumaoko avo, nokuti vakanga vachema kwaari vari pakurwa. Iye akapindura minyengetero yavo nokuti vakavimba naye.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 5
Maonero 1 Makoronike 5:20 akapoteredza