1 Makoronike 5:25 BDMCS

25 Asi vakanga vasina kutendeka kuna Mwari wamadzibaba avo, vakaita ufeve hwokunamata vamwari vavanhu venyika iyi avo vakanga vaparadzwa naMwari pamberi pavo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 5

Maonero 1 Makoronike 5:25 akapoteredza