1 Makoronike 6:32 BDMCS

32 Vaishumira nokuimba pamberi petabhenakeri, muTende Rokusangana, kusvikira Soromoni avaka temberi yaJehovha muJerusarema. Vaibata basa ravo maererano nemitemo yavakanga vakadzikirwa.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 6

Maonero 1 Makoronike 6:32 akapoteredza