1 Makoronike 6:77 BDMCS

77 VaMerari (vaRevhi vose vakanga vasara) vakagamuchira zvinotevera: Kubva kurudzi rwaZebhuruni vakagamuchira Jokineami, Karita Rimono, neTabhori pamwe chete namafuro awo;

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 6

Maonero 1 Makoronike 6:77 akapoteredza