1 Makoronike 7:17 BDMCS

17 Mwanakomana waUramu ainzi Bhedhani. Ava ndivo vaiva vanakomana vaGireadhi mwanakomana waMakiri mwanakomana waManase.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 7

Maonero 1 Makoronike 7:17 akapoteredza