1 Makoronike 7:21 BDMCS

21 Zabhadhi mwanakomana wake naShutera mwanakomana wake. Ezeri naEreadha vakaurayiwa navarume veGati vakanga vakaberekerwa munyika iyi pavakaburikira kundopamba zvipfuwo zvavo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 7

Maonero 1 Makoronike 7:21 akapoteredza