1 Makoronike 7:29 BDMCS

29 Pamiganhu yaManase paiva neBheti Shani, Taanaki, Megidho neDhori pamwe chete nemisha yawo. Zvizvarwa zvaJosefa mwanakomana waIsraeri zvaigara mumaguta aya.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 7

Maonero 1 Makoronike 7:29 akapoteredza