33 Vanakomana vaJafireti vaiva: Pasaki, Bhimari naAshivhati. Ava ndivo vaiva vanakomana vaJafireti.
34 Vanakomana vaShomeri vaiva: Ahi, Roga, Hubhai naAramu.
35 Vanakomana vomunun'una wake Heremu vaiva: Zofa, Imina, Shereshi, naAmari.
36 Vanakomana vaZofa vaiva: Sua, Haneferi, Shuari, Bheri, Imira,
37 Bhezeri, Hodhi, Shama Shirisha, Itirani, naBheera.
38 Vanakomana vaJeteri vaiva: Jefune, Pisipa naAra.
39 Vanakomana vaUra vaiva: Ara, Hanieri, naRizia.