1 Samueri 1:26 BDMCS

26 uye Hana akati kwaari, “Zvirokwazvo noupenyu hwenyu ishe wangu, ndini mukadzi uya akamira parutivi penyu ndichinyengetera kuna Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 1

Maonero 1 Samueri 1:26 akapoteredza