1 Samueri 1:3 BDMCS

3 Gore negore murume uyu aibuda achibva muguta rake kuti andonamata nokubayira zvibayiro kuna Jehovha Wamasimba Ose paShiro, Hofini naFinehasi, vanakomana vaEri, vari vaprista vaJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 1

Maonero 1 Samueri 1:3 akapoteredza