1 Samueri 10:16 BDMCS

16 Sauro akapindura achiti, “Akatiudza pachena kuti mbongoro dzakanga dzawanikwa.” Asi haana kuudza babamunini vake nezvoumambo zvakanga zvataurwa naSamueri.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 10

Maonero 1 Samueri 10:16 akapoteredza