1 Samueri 10:5 BDMCS

5 “Mushure maizvozvo uchaenda kuGomo raMwari, kune boka ravarwi vavaFiristia. Pamunenge mava kusvika kuguta iri, muchasangana nedungwe ravaprofita vachidzika kubva kunzvimbo yakakwirira, mitengeranwa, tambureni, nenyere nembira, zvichiridzwa mberi kwavo, uye vanenge vachiprofita.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 10

Maonero 1 Samueri 10:5 akapoteredza