1 Samueri 10:8 BDMCS

8 “Tungamira mberi kwangu udzike kuGirigari. Zvirokwazvo ndichauya kwauri kuti ndizobayira zvipiriso zvinopiswa nezvipiriso zvokuwadzana, asi unofanira kundimirira kwamazuva manomwe kusvikira ndauya kwauri ndigokuudza zvaunofanira kuita.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 10

Maonero 1 Samueri 10:8 akapoteredza