1 Samueri 11:7 BDMCS

7 Akatora hando mbiri, akadzicheka-cheka, akatumidzira zvidimbu izvi nenhume muIsraeri yose, namashoko okuti, “Izvi ndizvo zvichaitwa kuhando dzaani naani asingateveri Sauro naSamueri.” Ipapo kutya kwaMwari kwakawira pamusoro pavanhu, uye vakauya somunhu mumwe chete.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 11

Maonero 1 Samueri 11:7 akapoteredza