1 Samueri 12:14 BDMCS

14 Kana mukatya Jehovha uye mukamushandira nokumuteerera uye mukasamukira mirayiro yake, uye kana imi namambo anotonga pamusoro penyu mukatevera Jehovha Mwari wenyu, zvichava zvakanaka!

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 12

Maonero 1 Samueri 12:14 akapoteredza