1 Samueri 12:2 BDMCS

2 Zvino mava namambo somutungamiri wenyu. Kana ndiri ini, ndakwegura uye ndachena musoro, uye vanakomana vangu vanemi pano. Ndakava mutungamiri wenyu kubvira paudiki hwangu kusvikira zuva ranhasi.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 12

Maonero 1 Samueri 12:2 akapoteredza