1 Samueri 12:21 BDMCS

21 Musatsaukira kuzvifananidzo zvisina maturo. Hazvina chakanaka chazvingakuitirai, kana kukununurai, nokuti hazvina maturo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 12

Maonero 1 Samueri 12:21 akapoteredza