1 Samueri 12:5 BDMCS

5 Samueri akati kwavari, “Jehovha ndiye chapupu chinokupomerai, uye muzodziwa wake ndiye chapupu zuva ranhasi, kuti hamuna kuwana kana chinhu muruoko rwangu.” Vakati, “Ndiye chapupu.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 12

Maonero 1 Samueri 12:5 akapoteredza