1 Samueri 13:1 BDMCS

1 Sauro akanga ava namakore makumi matatu paakava mambo, uye akatonga Israeri kwamakore makumi mana namaviri.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 13

Maonero 1 Samueri 13:1 akapoteredza