1 Samueri 14:13 BDMCS

13 Jonatani akakwira achikambaira namaoko namakumbo ake, uye mubati wenhumbi dzake dzokurwa ari mumashure make. VaFiristia vakati rakata rakata kuwa pamberi paJonatani, uye mubati wenhumbi dzake dzokurwa akatevera achiuraya mumashure make.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 14

Maonero 1 Samueri 14:13 akapoteredza