1 Samueri 14:15 BDMCS

15 Ipapo kutya kwakabata varwi vose, vakanga vari mumusasa nomuminda, navose vakanga vari mumapoka avarwi navapambi, uye pasi pakadengenyeka. Kwakanga kuri kuvhundutswa kwakanga kwatumwa naMwari.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 14

Maonero 1 Samueri 14:15 akapoteredza