1 Samueri 14:34 BDMCS

34 Ipapo akati, “Endai pakati pavanhu mugovataurira kuti, ‘Mumwe nomumwe wenyu ngaauye nemombe yake, namakwai uye muzviurayire pano muzvidye. Musatadzira Jehovha muchidya nyama ichine ropa rayo.’ ” Saka munhu wose akauya nenzombe yake usiku ihwohwo akaiuraya ipapo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 14

Maonero 1 Samueri 14:34 akapoteredza