1 Samueri 14:36 BDMCS

36 Sauro akati, “Ngatiburukei zasi titevere vaFiristia usiku tindovapamba kusvikira mambakwedza, uye tirege kusiya kana mumwe wavo ari mupenyu.” Ivo vakapindura vakati, “Itai zvamunoona kuti zvakanakisisa kwamuri.” Asi muprista akati, “Ngatibvunzei Mwari pano.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 14

Maonero 1 Samueri 14:36 akapoteredza