1 Samueri 14:47 BDMCS

47 Shure kwokugadzwa kwaSauro ushe pamusoro pavaIsraeri, akarwa navavengi vavo kumativi ose, vaiti: Moabhu, vaAmoni, Edhomu, madzimambo eZobha, navaFiristia. Kwose kwaakatendeukira, akavatambudza.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 14

Maonero 1 Samueri 14:47 akapoteredza