1 Samueri 14:49 BDMCS

49 Vanakomana vaSauro vaiva Jonatani, Ishivhi naMarikishuwa. Zita romwanasikana wake wedangwe rainzi Merabhi, uye romuduku rainzi Mikari.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 14

Maonero 1 Samueri 14:49 akapoteredza