1 Samueri 14:6 BDMCS

6 Jonatani akati kujaya raitakura zvombo zvake zvokurwa, “Uya tiyambuke tiende kumusasa wavasina kudzingiswa avo. Zvichida Jehovha achatirwira. Hapana chinodzivisa Jehovha kuti aponese, navakawanda kana navashoma.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 14

Maonero 1 Samueri 14:6 akapoteredza