1 Samueri 14:9 BDMCS

9 Kana vakati kwatiri, ‘Mirai ipapo kusvikira tauya kwamuri,’ ticharamba tiri patiri ipapo uye hatizokwiri kwavari.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 14

Maonero 1 Samueri 14:9 akapoteredza