23 Nokuti kumukira kwakafanana nechivi chokuvuka, uye kusindimara kwakafanana nechivi chokunamata zvifananidzo. Nemhaka yokuti wakaramba shoko raJehovha, naiye akuramba kuti usaramba uri mambo.”
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 15
Maonero 1 Samueri 15:23 akapoteredza