1 Samueri 15:33 BDMCS

33 Asi Samueri akati, “Munondo wako sezvo wakaita kuti vakadzi vashaye vana, saizvozvo mai vako vachashayiwa mwana pakati pavakadzi.” Zvino Samueri akauraya Agagi pamberi paJehovha paGirigari.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 15

Maonero 1 Samueri 15:33 akapoteredza