1 Samueri 15:6 BDMCS

6 Ipapo akati kuvaKeni, “Endai, ibvai kuvaAmareki kuti ndirege kukuparadzai pamwe chete navo; nokuti makaita mwoyo munyoro kuvaIsraeri vose panguva yavakabuda muIjipiti.” Naizvozvo vaKeni vakabva pakati pavaAmareki.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 15

Maonero 1 Samueri 15:6 akapoteredza