1 Samueri 16:19 BDMCS

19 Ipapo Sauro akatuma nhume kuna Jese akati, “Nditumirewo mwanakomana wako Dhavidhi, uyo ari kumakwai.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 16

Maonero 1 Samueri 16:19 akapoteredza