1 Samueri 16:5 BDMCS

5 Samueri akati, “Hongu, ndauya norugare; ndauya kuzobayira kuna Jehovha. Zvinatsei mugoenda neni kuchibayiro.” Ipapo akanatsa Jese navanakomana vake akavakoka kuti vauye kuchibayiro.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 16

Maonero 1 Samueri 16:5 akapoteredza