1 Samueri 17:23 BDMCS

23 Paakanga achitaura navo, Goriati, muFiristia, shasha yaibva kuGati, akabuda kubva kumitsetse yokwake akadanidzira achimhura sezvaaisiita, uye Dhavhidhi akazvinzwa.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 17

Maonero 1 Samueri 17:23 akapoteredza